Online Bible

- Reklamy -

Numeri 2:31 - Shona BIBLE

31 Vose vakaverengwa pamisasa yaDhani vakasvika zviuru zvine zana namakumi mashanu nezvinomwe namazana matanhatu. Ndivo vanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋose ʋakaʋereŋgwa pamisasa yaDani ʋakaȿika ɀuru ɀinezana namakumi mashanu neɀinomŋe namazana matanhatu. Ndiʋo ʋanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vose vakaverengwa pamisasa yaDhani vakasvika zviuru zvine zana namakumi mashanu nezvinomwe namazana matanhatu. Ndivo vanofanira kusimuka pakupedzisira pamireza yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vomumatendhe okwaDhani, vari muzvikwata zvavo, vose pamwechete vaisvika zana rina makumi mashanu ezviuru nezviuru zvinomwe zvina mazana matanhatu avanhu. Ivava ndivo dzinza richasumuka kokupedzisera vari mureza nomureza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vomumatendhe okwaDhani, vari muzvikwata zvavo, vose pamwechete vaisvika zana rina makumi mashanu ezviuru nezviuru zvinomwe zvina mazana matanhatu avanhu. Ivava ndivo dzinza richasumuka kokupedzisera vari mureza nomureza.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 2:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy