Numeri 2:29 - Shona BIBLE29 Norudzi rwaNafutari; Ahira, mwanakomana waEnani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaNafutari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Norudzi rwaNaftari; Ahira, mŋanakomana waEnani, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaNaftari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Norudzi rwaNafutari; Ahira, mwanakomana waEnani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaNafutari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. Viz kapitola |