Numeri 2:26 - Shona BIBLE26 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezviviri namazana manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀiʋiri namazana manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezviviri namazana manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana manomwe. Viz kapitola |