Numeri 2:23 - Shona BIBLE23 Boka rake, navose vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ƃoka rake, naʋose ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Boka rake, navose vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. Viz kapitola |