Numeri 12:3 - Shona BIBLE3 Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino munhu uyu Mosesi wakaŋga ari munhu munyoro kwaɀo, kupfuʋura ʋanhu ʋose ʋaiʋa panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika. Viz kapitola |