Numeri 12:12 - Shona BIBLE12 Ngaarege kuva somwana wakaberekwa akafa, imwe nyama yake yakaora pakubuda kwake padumbu ramai vake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ŋgaarege kuʋa somŋana wakaɓerekwa akafa, imŋe nyama yake yakaʋora pakuɓuɗa kwake paɗumbu ramai ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ngaarege kuva somwana wakaberekwa akafa, imwe nyama yake yakaora pakubuda kwake padumbu ramai vake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.” Viz kapitola |