Online Bible

- Reklamy -




Numeri 12:11 - Shona BIBLE

11 Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyangwe takaita hedu noupenzi, tikatadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Aroni akati kunaMosesi: Haiwa, Ishe waŋgu, musaisa mhoȿa yeɀiʋi pamsoro peɗu, kunyaŋge takaita heɗu noʋupenzi, tikatadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Aroni akati kuna Mosesi, “Haiwa, Ishe wangu, musaisa mhosva yezvivi pamusoro pedu, kunyange takaita hedu noupenzi, tikatadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Aroni ndokutaura naMosesi achiti, “Changamire ndapota! Regai kutirwadzisa muchitirangira kutadza kwatakaitira muupenzi hwedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Aroni ndokutaura naMosesi achiti, “Changamire ndapota! Regai kutirwadzisa muchitirangira kutadza kwatakaitira muupenzi hwedu.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 12:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy