Numeri 11:33 - Shona BIBLE33 Nyama yakanga ichiri pakati pameno avo, isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kukamukira vanhu, Jehovha akarova vanhu nechirwere chakaipa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nyama yakaŋga iciri pakati pameno aʋo, isati yatseŋgwa, kutsamŋa kwaJehova kukamukira ʋanhu, Jehova akaroʋa ʋanhu nehosha yakaipa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Nyama yakanga ichiri pakati pameno avo, isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kukamukira vanhu, Jehovha akarova vanhu nehosha yakaipa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. Viz kapitola |