Numeri 11:16 - Shona BIBLE16 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unganidza kwandiri varume vana makumi manomwe vavakuru VaIsiraeri, vaunoziva kuti vakuru vavanhu, navatariri vavo, uuye navo patende rokusangana, kuti vamirepo newe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ʋuŋganidza kwandiri ʋarume ʋanamakumi manomŋe ʋaʋakuru ʋaIsraeri, ʋaunoziʋa kuti ʋakuru ʋaʋanhu, naʋatariri ʋaʋo, uʋuye naʋo patente rokusoŋgana, kuti ʋamire’po newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unganidza kwandiri varume vana makumi manomwe vavakuru vaIsiraeri, vaunoziva kuti vakuru vavanhu, navatariri vavo, uuye navo patende rokusangana, kuti vamirepo newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi akati Mosesi, “Ndiunganidzire vanhu varume makumi manomwe vechikuru navatungamiriri vavaIsiraeri. Uya navo kwandiri kutendhe rokusanganira vasvikomira newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tenzi akati Mosesi, “Ndiunganidzire vanhu varume makumi manomwe vechikuru navatungamiriri vavaIsiraeri. Uya navo kwandiri kutendhe rokusanganira vasvikomira newe. Viz kapitola |