Numeri 11:14 - Shona BIBLE14 Handigoni kutakura vanhu ava vose ndoga, nokuti zvinondiremera kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Handigoni kutakura ʋanhu aʋa ʋose ndoga, nokuti ɀinondiremera kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Handigoni kutakura vanhu ava vose ndoga, nokuti zvinondiremera kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ini handichagoni kuita basa rokutungamirira vanhu ava ndiri ndoga, zvandiremera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ini handichagoni kuita basa rokutungamirira vanhu ava ndiri ndoga, zvandiremera. Viz kapitola |