Online Bible

- Reklamy -

Numeri 11:10 - Shona BIBLE

10 Zvino Mosesi akanzwa vanhu vachichema padzimba dzavo dzose, mumwe nomumwe pamukova wetende rake; Jehovha akatsamwa kwazvo; naiye Mosesi akanga asingafari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Mosesi wakanzwa ʋanhu ʋacicema padzimba dzaʋo dzose, mumŋe nomumŋe pamukoʋa wetente rake; Jehova akatsamŋa kwaɀo; naiye Mosesi wakanga asiŋgafari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Mosesi akanzwa vanhu vachichema padzimba dzavo dzose, mumwe nomumwe pamukova wetende rake; Jehovha akatsamwa kwazvo; naiye Mosesi akanga asingafari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 11:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy