Numeri 10:5 - Shona BIBLE5 Kana muchiridzisa, mapoka okurutivi rwamabvazuva anofanira kusimuka, vafambe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana muciridzisa, mapoka okurutiʋi rwamabvazuʋa anofanira kusimuka, ʋafambe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kana muchiridzisa, mapoka okurutivi rwamabvazuva anofanira kusimuka, vafambe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mabhosvo aridzwa setsuri, madzinza akadzika matendhe awo kumabvazuva kwetendhe rinoera ngaasimuke atange rwendo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana mabhosvo aridzwa setsuri, madzinza akadzika matendhe awo kumabvazuva kwetendhe rinoera ngaasimuke atange rwendo. Viz kapitola |