Numeri 10:4 - Shona BIBLE4 Kana vachiridza imwechete, zvino machinda vari vakuru vezviuru zvaVaIsiraeri vanofanira kuungana kwauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ʋaciridza imŋe cete, ɀino macinda ʋari ʋakuru ʋeɀuru ɀaʋaIsraeri ʋanofanira kuʋuŋgana kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana vachiridza imwechete, zvino machinda vari vakuru vezviuru zvavaIsiraeri vanofanira kuungana kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi kana kwaridzwa bhosvo rimwechete, vakuru vakuru vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri ngavaungane kwaunenge uri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi kana kwaridzwa bhosvo rimwechete, vakuru vakuru vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri ngavaungane kwaunenge uri. Viz kapitola |