Numeri 10:32 - Shona BIBLE32 Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kana mukaenda nesu, kana Jehova akatiitira ɀakanaka ɀipi neɀipi, ticakuitirai iɀoɀo ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.” Viz kapitola |