Numeri 10:30 - Shona BIBLE30 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akati kwaari: Handiŋgaendi, asi ndicaenda haŋgu kunyika yaŋgu nokuhama dzaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Iye akati kwaari, “Handingaendi, asi ndichaenda hangu kunyika yangu nokuhama dzangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Hobhabhi ndokuti, “Kwete! Handiendi nemi. Asi ndichadzokera kunyika yangu kune hama dzangu.” Viz kapitola |