Numeri 10:28 - Shona BIBLE28 Ndiko kufamba kwavana VaIsiraeri namapoka avo; vakasimuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndiko kufamba kwaʋana ʋaIsraeri namapoka aʋo; ʋakasimuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ndiko kufamba kwavana vaIsiraeri namapoka avo; vakasimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Aya ndiwo mafambiro aiita vaIsiraeri vari mumapoka avo pavainge vopinda murwendo rwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Aya ndiwo mafambiro aiita vaIsiraeri vari mumapoka avo pavainge vopinda murwendo rwavo. Viz kapitola |