Numeri 10:27 - Shona BIBLE27 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaNaftari rakaŋga ricirairwa naAhira, mŋanakomana waEnani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Viz kapitola |