Numeri 10:26 - Shona BIBLE26 Boka rorudzi rwavana vaAsheri rakanga richirairwa naPagieri, mwanakomana waOkirani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaAsheri rakaŋga ricirairwa naPagieri, mŋanakomana waOkrani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Boka rorudzi rwavana vaAsheri rakanga richirairwa naPagieri, mwanakomana waOkirani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Viz kapitola |