Numeri 10:23 - Shona BIBLE23 Boka rorudzi rwavana vaManase rakanga richirairwa naGamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaManase rakaŋga ricirairwa naGamarieri, mŋanakomana waPedashuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Boka rorudzi rwavana vaManase rakanga richirairwa naGamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Dzinza rokwaManase raitungamirirwa naGamarieri mwanakomana waPedhazuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Dzinza rokwaManase raitungamirirwa naGamarieri mwanakomana waPedhazuru. Viz kapitola |