Numeri 10:21 - Shona BIBLE21 Zvino vaKohati vakasimuka, vakatakura imba tsvene; vamwe vakamisa tabhenakeri ivo vachigere kusvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋaKohati ʋakasimuka, ʋakatakura imba tȿene; ʋamŋe ʋakamisa tabernakeri iʋo ʋacigere kuȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vaKohati vakasimuka, vakatakura imba tsvene; vamwe vakamisa tabhenakeri ivo vachigere kusvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vemhuri yokwaKohati vaibva vapindawo munzira vakatakura zvinhu zvinoera. Tendhe rinoera raifanodzikwa vasati vasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vemhuri yokwaKohati vaibva vapindawo munzira vakatakura zvinhu zvinoera. Tendhe rinoera raifanodzikwa vasati vasvika. Viz kapitola |