Numeri 10:20 - Shona BIBLE20 Boka rorudzi rwavana vaGadhi rakanga richirairwa naEriasafi, mwanakomana waDheueri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaGadi rakaŋga ricirairwa naEriasafi, mŋanakomana waDeureri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Boka rorudzi rwavana vaGadhi rakanga richirairwa naEriasafi, mwanakomana waDheueri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye aitungamirira dzinza rokwaGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Eriasafi mwanakomana waDheueri ndiye aitungamirira dzinza rokwaGadhi. Viz kapitola |