Numeri 10:19 - Shona BIBLE19 Boka rorudzi rwavana vaSimeoni rakanga richirairwa naSherumieri, mwanakomana waZurishadhai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaSimeoni rakaŋga ricirairwa naSherumieri, mŋanakomana waZurishadai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Boka rorudzi rwavana vaSimeoni rakanga richirairwa naSherumieri, mwanakomana waZurishadhai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Sherumieri mwanakomana waZurishadhai ndiye aitungamirira dzinza rokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Sherumieri mwanakomana waZurishadhai ndiye aitungamirira dzinza rokwaSimeoni. Viz kapitola |