Numeri 10:13 - Shona BIBLE13 Vakatanga kufamba sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakataŋga kufamba seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vakatanga kufamba sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitola |