Numeri 1:41 - Shona BIBLE41 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaAsheri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necuru cimŋe, namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Viz kapitola |