Numeri 1:35 - Shona BIBLE35 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaManase, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Viz kapitola |