Numeri 1:33 - Shona BIBLE33 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Viz kapitola |