Numeri 1:31 - Shona BIBLE31 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Viz kapitola |