Numeri 1:10 - Shona BIBLE10 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokuʋana ʋaJosefa: WokwaEfraimi, Erishama, mŋanakomana waAmihudi; wokwaManase, Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Viz kapitola |