Nehemia 3:6 - Shona BIBLE6 Suwo rekare rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea, naMeshurami mwanakomana waBhesodheya; ivo vakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Suʋo rekare rakagadzirwa naJoyada mŋanakomana waPasea, naMeshurami mŋanakomana waBesodeya; iʋo ʋakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Suo rekare rakagadzirwa naJoyadha mwanakomana waPasea, naMeshurami mwanakomana waBhesodheya; ivo vakaisa matanda aro, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Joyadha mwanakomana waPaseya naMeshuramu mwanakomana waBhesodheya ndivo vakagadziridza suo guru reChinyakare. Vakaisa magwatidziro aro vakaisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Joyadha mwanakomana waPaseya naMeshuramu mwanakomana waBhesodheya ndivo vakagadziridza suo guru reChinyakare. Vakaisa magwatidziro aro vakaisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro. Viz kapitola |