Nehemia 3:5 - Shona BIBLE5 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa navaTekoi; asi vakuru pakati pavo havana kuisa mitsipa yavo pabasa rashe wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naʋaTekoi; asi ʋakuru pakati paʋo haʋana‐kuisa mitsipa yaʋo paɓasa rashe waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa navaTekoi; asi vakuru pakati pavo havana kuisa mitsipa yavo pabasa rashe wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 VokuTekoa ndovakavakawo chidimu chaitevera uyu asi vakuru vakuru veko havana kutakura basa ravakapiwa namadzishe avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 VokuTekoa ndovakavakawo chidimu chaitevera uyu asi vakuru vakuru veko havana kutakura basa ravakapiwa namadzishe avo. Viz kapitola |