Nehemia 3:30 - Shona BIBLE30 Hanania mwanakomana wechitatu waZarafi ndivo vakamutevera pakugadzira mumwe mupanda. Meshurami mwanakomana waBherekia, akamutevera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Hanania mŋanakomana waSheremia, naHanuni mŋanakomana wecitanhatu waZarafi ndiʋo ʋakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda. Meshurami mŋanakomana waBerekia, wakamuteʋera pakugadzira pakatarisana nekamuri yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Hanania mwanakomana wechitatu waZarafi ndivo vakamutevera pakugadzira mumwe mupanda. Meshurami mwanakomana waBherekia, akamutevera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akagamhwawo naHaniya mwanakomana waSheremiya naHanu mwanakomana wechitanhatu waZarafu kugadziridza chimwewo chikamu. Aiteverwa naMeshuramu mwanakomana waBherekiya akagadziridzawo pakatarisana nepaaigara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Akagamhwawo naHaniya mwanakomana waSheremiya naHanu mwanakomana wechitanhatu waZarafu kugadziridza chimwewo chikamu. Aiteverwa naMeshuramu mwanakomana waBherekiya akagadziridzawo pakatarisana nepaaigara. Viz kapitola |