Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:24 - Shona BIBLE

24 Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Binui mŋanakomana waHenadadi wakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda, kubva paimba yaAzaria kuȿikira pakona yoruȿiŋgo, kundoȿika ɀe pakona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy