Nehemia 3:21 - Shona BIBLE21 Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Meremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi, wakamuteʋera akagadzira mumŋe mupanda, kubva pamukoʋa weimba yaEriashibi, kuȿikira pakuguma kweimba yaEriashibi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu. Viz kapitola |