Nehemia 3:19 - Shona BIBLE19 Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kurutiʋi rwake Ezeri mŋanakomana waJeshua, muɓati weMizpa, wakagadzira mumŋe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yoruȿiŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona. Viz kapitola |