Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:17 - Shona BIBLE

17 Vakamutevera pakugadzira vakanga vari vaRevhi: Rehumi mwanakomana waBhani, nokurutivi rwake kwakagadzirwa naHashabhia mubati wehafu yenyika yeKeira, panzvimbo yenyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋakamuteʋera pakugadzira ʋakaŋga ʋari ʋaRevi: Rehumi mŋanakomana waBani, nokurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHashabia muɓati wehafu yenyika yeKeira, panɀimbo yenyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vakamutevera pakugadzira vakanga vari vaRevhi: Rehumi mwanakomana waBhani, nokurutivi rwake kwakagadzirwa naHashabhia mubati wehafu yenyika yeKeira, panzvimbo yenyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 VaRevhi vakagadzira chimbimbi chaitevera uyu ndeava vanoti: Rehumu mwanakomana waBhani tevere Hashabhiya mutongi wedunhu reKeira akavaka akamiririra dunhu rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 VaRevhi vakagadzira chimbimbi chaitevera uyu ndeava vanoti: Rehumu mwanakomana waBhani tevere Hashabhiya mutongi wedunhu reKeira akavaka akamiririra dunhu rake.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy