Nehemia 3:16 - Shona BIBLE16 Akamutevera pakugadzira akanga ari Nehemiya mwanakomana waAzibhuki, mubati wehafu yenyika yeBhetizuri, kusvikira pakatarisana namarinda aDhavhidhi, uye kusvikira padziva rakanga ravakwa, nokuimba yemagamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Wakamuteʋera pakugadzira wakaŋga ari Nehemia mŋanakomana waAzbuki, muɓati wehafu yenyika yeBeti‐zuri, kuȿikira pakatarisana namarinda aDavidi, ʋuye kuȿikira padziʋa rakaŋga raʋakwa, nokuimba yemhare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akamutevera pakugadzira akanga ari Nehemiya mwanakomana waAzibhuki, mubati wehafu yenyika yeBhetizuri, kusvikira pakatarisana namarinda aDhavhidhi, uye kusvikira padziva rakanga ravakwa, nokuimba yemagamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akagamhwawo kuvaka naNehemiya mwanakomana waAzibhuku mutongi wechimwe chikamu chedunhu reBhetitsuru akagadzirawo kusvika pakatarisana namakuva okwaDhavhidhi kudzamara kundosvika kuDziva riya rakaitwa navanhu kusvikawo kumba yemagamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akagamhwawo kuvaka naNehemiya mwanakomana waAzibhuku mutongi wechimwe chikamu chedunhu reBhetitsuru akagadzirawo kusvika pakatarisana namakuva okwaDhavhidhi kudzamara kundosvika kuDziva riya rakaitwa navanhu kusvikawo kumba yemagamba. Viz kapitola |