Nehemia 3:14 - Shona BIBLE14 Suwo ramarara rakagadzirwa naMarikiya mwanakomana waRekabhi, mubati wenyika yeBhetihakeremi; iye akarivaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Suʋo ramarara rakagadzirwa naMarkiya mŋanakomana waRekabi, muɓati wenyika yeBeti‐hakeremi; iye wakariʋaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Suo ramarara rakagadzirwa naMarikiya mwanakomana waRekabhi, mubati wenyika yeBhetihakeremi; iye akarivaka, nokutimika magonhi aro, nekiyi dzaro, namazariro aro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Marikiya mwanakomana wokwaRekabhu mutongi wedunhu reBhetihakeremu akagadziridza suo guru rokuMarara. Akarivakazve akariisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Marikiya mwanakomana wokwaRekabhu mutongi wedunhu reBhetihakeremu akagadziridza suo guru rokuMarara. Akarivakazve akariisa magonhi aro nezvihuri zvaro namazariro aro. Viz kapitola |