Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:10 - Shona BIBLE

10 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naJedhaya mwanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutivi rwake kwakagadzirwa naHatushi mwanakomana waHashabheneya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naJedaya mŋanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHatushi mŋanakomana waHashabeneya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naJedhaya mwanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutivi rwake kwakagadzirwa naHatushi mwanakomana waHashabheneya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jedhaya mwanakomana waHarumafu ndiye akagadzira mberi kwavo pakanangana nepamba pake. Ndokuteverwawo naHatushi mwanakomana waHashabhuneya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jedhaya mwanakomana waHarumafu ndiye akagadzira mberi kwavo pakanangana nepamba pake. Ndokuteverwawo naHatushi mwanakomana waHashabhuneya.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy