Nehemia 2:19 - Shona BIBLE19 Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatiseka, nokutininipisa, vakati, “Chiiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi Sanbarati muHoroni, naTobia muranda, muAmoni, naGeshemi, muArabia, ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatiseka, nokutininipisa, ʋakati: Cinyiko ici camunoita? Munoɗa kumukira mambo kanhi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda, muAmoni, naGeshemu, muArabhia, vakati vachinzwa, vakatiseka, nokutininipisa, vakati, “Chinyiko ichi chamunoita? Munoda kumukira mambo kanhi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Sanibharati muHoroni nejinda riya Tobhiya muAmoni naGeshemu muArabhu pavakazvinzwa vakatisveeredza vachitishora vachiti, “Chamuri kuita ndochii ichochi? Kupandukira mamboka uku?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi Sanibharati muHoroni nejinda riya Tobhiya muAmoni naGeshemu muArabhu pavakazvinzwa vakatisveeredza vachitishora vachiti, “Chamuri kuita ndochii ichochi? Kupandukira mamboka uku?” Viz kapitola |