Nehemia 2:13 - Shona BIBLE13 Ndikabuda usiku napasuwo roMupata, ndikaenda nokutsime reShato, nesuwo raMarara, ndikacherechedza masvingo eJerusaremu akanga akoromoka, namasuwo aro akanga atsva nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikaɓuɗa ʋusiku napasuʋo roMupata, ndikaenda nokutsime reShato, nesuʋo raMarara, ndikacerekedza maȿiŋgo eJerusarema akaŋga akoromoka, namasuʋo aro akaŋga atȿa nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikabuda usiku napasuo roMupata, ndikaenda nokutsime reShato, nesuo raMarara, ndikacherekedza masvingo eJerusaremu akanga akoromoka, namasuo aro akanga atsva nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakabuda usiku ihwohwo napasuo rokuBani ndakananga kutsime reMakava nokusuo rokuMarara ndichiongorora tsvingo dzeJerusaremu dzakanga dzakoromorwa nemisuo yaro mikuru yakanga yaparadzwa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakabuda usiku ihwohwo napasuo rokuBani ndakananga kutsime reMakava nokusuo rokuMarara ndichiongorora tsvingo dzeJerusaremu dzakanga dzakoromorwa nemisuo yaro mikuru yakanga yaparadzwa nomoto. Viz kapitola |