Nehemia 13:8 - Shona BIBLE8 Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikaʋa neshuŋgu kwaɀo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba. Viz kapitola |