Nehemia 13:6 - Shona BIBLE6 Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAtakizesesi mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi neŋguʋa iyo yose ini ndakaŋga ndisi’po paJerusarema; nokuti negore ramakumi matatu namaʋiri raArtashasta mambo weBabironi, ini ndakaenda kunamambo; ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura ndikakumbira kunamambo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAritashasita mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paiitika zvose izvozvi, ini ndakanga ndisiri muJerusaremu, nokuti mugore ramakumi matatu nechipiri rokutonga kwaAtakizesesi, mambo weBhabhironi ndakaenda kwamambo iyeyo. Kwati perei mazuva akati kuti ndakakumbira mambo kuti ndichimbosuduruka zvangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paiitika zvose izvozvi, ini ndakanga ndisiri muJerusaremu, nokuti mugore ramakumi matatu nechipiri rokutonga kwaAtakizesesi, mambo weBhabhironi ndakaenda kwamambo iyeyo. Kwati perei mazuva akati kuti ndakakumbira mambo kuti ndichimbosuduruka zvangu, Viz kapitola |