Nehemia 13:4 - Shona BIBLE4 Zvino izvi zvisati zvaitwa, Eriashibhi mupristi, akanga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMwari wedu, wakashamwaridzana naTobhia, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino iɀi ɀisati ɀaitwa, Eriashibi muprista, wakaŋga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMŋari weɗu, wakashamŋaridzana naTobia, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino izvi zvisati zvaitwa, Eriashibhi mupristi, akanga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMwari wedu, wakashamwaridzana naTobhia, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvisati zvaiitika izvozvi, mupristi Eriyashibhu ndiye akasarudzirwa basa rokuchengetedza dzimba dzomumba yaMwari. Ainzwanana naTobhiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvisati zvaiitika izvozvi, mupristi Eriyashibhu ndiye akasarudzirwa basa rokuchengetedza dzimba dzomumba yaMwari. Ainzwanana naTobhiya. Viz kapitola |