Nehemia 13:3 - Shona BIBLE3 Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavengana naVaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋakati ʋanzwa murau, ʋakaraʋura ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaveŋgana naʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavengana navaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vanhu pavakanzwa mutemo iwoyo vakabvisa muIsiraeri vanhu vose vechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vanhu pavakanzwa mutemo iwoyo vakabvisa muIsiraeri vanhu vose vechirudzi. Viz kapitola |