Nehemia 13:26 - Shona BIBLE26 Ko Soromoni mambo waIsiraeri haana kutadza pazvinhu izvi here? Kunyangwe zvakadaro pakati pendudzi zhinji pakanga pasina mambo akafanana naye, naye akanga akadikanwa naMwari wake, Mwari akamuita mambo waVaIsiraeri vose; kunyangwe zvakadaro naiye akatadziswa navakadzi vatorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ko Soromoni mambo waIsraeri haana‐kutadza paɀinhu iɀi here? Kunyaŋge ɀakaɗaro pakati pendudzi zhinji pakaŋga pasinamambo wakafanana naye, naye wakaŋga akaɗikanwa naMŋari wake, Mŋari akamuita mambo waʋaIsraeri ʋose; kunyaŋge ɀakaɗaro naiye wakatadziswa naʋakadzi ʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ko Soromoni mambo waIsiraeri haana kutadza pazvinhu izvi here? Kunyange zvakadaro pakati pendudzi zhinji pakanga pasina mambo akafanana naye, naye akanga akadikanwa naMwari wake, Mwari akamuita mambo wavaIsiraeri vose; kunyange zvakadaro naiye akatadziswa navakadzi vatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Soromoni haana kutadza here pamusana pevakadzi vakadai? Kunyange pakati pamarudzi akawanda kwakanga kusina mambo akaita saiye uye aidiwa kwazvo naMwari wake. Mwari akamuita mambo weIsiraeri yose, asi vakadzi vechirudzi vakamuita kuti kunyange iyeyu atadze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Soromoni haana kutadza here pamusana pevakadzi vakadai? Kunyange pakati pamarudzi akawanda kwakanga kusina mambo akaita saiye uye aidiwa kwazvo naMwari wake. Mwari akamuita mambo weIsiraeri yose, asi vakadzi vechirudzi vakamuita kuti kunyange iyeyu atadze. Viz kapitola |