Nehemia 13:21 - Shona BIBLE21 Ipapo ndakavanyevera ndikati kwavari, “Munovatireiko pamberi porusvingo? Kana mukadarozve ndichakubatai.” Zvino kubva panguva iyo havana kuzouyazve neSabata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo ndakaʋanyeʋera ndikati kwaʋari, Munoʋatireiko pamberi poruȿiŋgo? Kana mukaɗaro ɀe ndicakuɓatai. Ɀino kubva paŋguʋa iyo haʋana‐kuzoʋuya ɀe nesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo ndakavanyevera ndikati kwavari, “Munovatireiko pamberi porusvingo? Kana mukadarozve ndichakubatai.” Zvino kubva panguva iyo havana kuzouyazve neSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndakavayambira ndichiti, “Chamunorarira muberere memasvingo chii? Mukapamhidzazve ndinokutumirai vokukubatai.” Kubvira ipapo havana kuzouyazve nomusi weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndakavayambira ndichiti, “Chamunorarira muberere memasvingo chii? Mukapamhidzazve ndinokutumirai vokukubatai.” Kubvira ipapo havana kuzouyazve nomusi weSabata. Viz kapitola |