Nehemia 13:12 - Shona BIBLE12 Ipapo vaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, nezvewaini, nezvamafuta, vakazviisa muzvivigiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo ʋaJuda ʋose ʋakaʋuya neɀegumi ɀeɀiyo, neɀewaini, neɀamafuta, ʋakaɀiisa muɀiʋigiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo vaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, nezvewaini, nezvamafuta, vakazviisa muzvivigiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vose vokwaJudha vakaunza zvegumi zvavo zvembesanwa nezvewaini nezvemafuta erorivhi maichengeterwa zvinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vose vokwaJudha vakaunza zvegumi zvavo zvembesanwa nezvewaini nezvemafuta erorivhi maichengeterwa zvinhu. Viz kapitola |