Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 13:1 - Shona BIBLE

1 Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMosesi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino nezuʋa iro ʋakaraʋa mubuku yaMosesi, ʋanhu ʋose ʋaciɀinzwa, ʋakawana makanyorwa, kuti ʋaMoabi naʋaAmoni haʋafaniri kupinda paʋuŋgano yaMŋari nokusiŋgaperi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMosesi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 13:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy