Nehemia 1:9 - Shona BIBLE9 asi kana mukadzokera kwandiri, mukachengeta mirairo yangu nokuiita, kunyangwe vadzingwa venyu vasvika kumagumisiro okudenga, ndichavaunganidza vabve ipapo, ndivaise panzvimbo yandakatsaura kuti zita rangu rigarepo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 asi kana mukadzokera kwandiri, mukaceŋgeta mirairo yaŋgu nokuiita, kunyaŋge ʋadziŋgwa ʋenyu ʋaȿika kumagumisiro okuɗeŋga, ndicaʋaʋuŋganidza ʋabve ipapo, ndiʋaise panɀimbo yandakatsaura kuti zita raŋgu rigare’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 asi kana mukadzokera kwandiri, mukachengeta mirairo yangu nokuiita, kunyange vadzingwa venyu vasvika kumagumisiro okudenga, ndichavaunganidza vabve ipapo, ndivaise panzvimbo yandakatsaura kuti zita rangu rigarepo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi mukange mazotendeukira kwandiri mukateerera mitemo yangu moichengeta kunyange zvazvo manga makamwararidzirwa kure kwakaperera denga chaiko; ndichazovakokorodza ikoko ndouya navo kunzvimbo yandakasarudza kuti ndiise zita rangu ipapo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi mukange mazotendeukira kwandiri mukateerera mitemo yangu moichengeta kunyange zvazvo manga makamwararidzirwa kure kwakaperera denga chaiko; ndichazovakokorodza ikoko ndouya navo kunzvimbo yandakasarudza kuti ndiise zita rangu ipapo.’ Viz kapitola |