Nehemia 1:7 - Shona BIBLE7 Takakuitirai zvakaipa kwazvo, hatina kuchengeta mirairo, kana zvakatemwa, kana zvakatongwa, zvamakaraira muranda wenyu Mosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Takakuitirai ɀakaipa kwaɀo, hatina‐kuceŋgeta mirairo, kana ɀakatemŋa, kana ɀakatoŋgwa, ɀamakaraira muranda wenyu Mosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Takakuitirai zvakaipa kwazvo, hatina kuchengeta mirairo, kana zvakatemwa, kana zvakatongwa, zvamakaraira muranda wenyu Mosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Takakutadzirai zvokutadza zviya. Hatina kuchengeta mitemo nemirao nezvirevo zvamakaudza muranda wenyu Mosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Takakutadzirai zvokutadza zviya. Hatina kuchengeta mitemo nemirao nezvirevo zvamakaudza muranda wenyu Mosesi. Viz kapitola |